Bondeka sezita
Mataridziko
Bondeka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo, Kinshasa neKenya.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Shambala inoti bondeka (to be broken) kureva kupwanyika.
- Shambala inoti kubonda (v. to break) kureva kupwanya?