Svetuka kuchirochemo

Bere sezita

Kubva Wikipedia

Bere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Rachel Bere; Tawanda Bere; Zivanai Bere; Tendayi Bere.
  • Tarisai chinyorwa chinonzi bere.
  • Chinono chinengwe bere rakadya richifamba.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kutuk inoti bele (adj. greedy; envious) vachireva makaro. Mamwe mazwi: belet (n. greed; envy, avarice).
  • Uyo Ibibio inoti bere (lean against; lean on for help).