Banda

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
  • Banda apa kureva gumbo reTafura.
  • Banda kana mutomba (1. one of three stout poles that support roof of hut; 2. principal roof support pole; 3. strong pole holding roof) apa kureva bango gobvu rakamira rinotakura denga remba. Pahuwandu toti mapanda.
  • Banda (funeral bier) apa kureva banda rinotakurirwa chitunha kana bhokisi remufi.
  • Banda (Gentle slope) apa kureva mutserendende kana materu asina kuita mawere.
  • Banda (First wife of chief) apa kureva mudzimai wekutanga waShe - vahosi.


Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.