Mupanda

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mupanda kana banda (compartment; one of the parts or spaces into which an area is subdivided) rinoreva mumwe wemipanda yakaganhurwa panzvimbo iri kucherechedzwa.

Mienzaniso inosanganisira: mipanda yemazita, nemipanda yeropa.

Mitauro yeChiBantu[chinja | edit source]

  • Baila vanoti mampanda (a dividing place) kureva panodandana zvinhu.
  • Baila vanoti mampanda a nzhila (bifurcation of roads) kureva panodandana nzira.
  • Mururimi rweHerero vanotaura izwi rokuti omuruko (n. category e.g. as applied to words).
  • VaSwahili vanoti panda (division, separation, catapult, slingshot).