Tafura
(runangakatsva kubva kuBanda reTafura)
Tafura (table in English) chiwumbwa chine uso hwakati chechetere huri pamusandarara chinoshandiswa kugadzika ndiro kana vanhu vachidya.
Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Munondigadzirira tafura pamberi pevavengi, ivo varipo - ishokorakataurwa neumwe aivimba naMwari kuti vanomurwira pamberi pevavengi vake.