Svetuka kuchirochemo

Bakare

Kubva Wikipedia

Bakare izita remhuri munyika yeZimbabwe.

Bakare is zita remhuri rinowanikwa kuNaijeriya futi.

Vanhu vanezita iri:

Sezita rekupiwa:

Mitauro ye Chibantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye Chibantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSwahili vanoti mkale kana wakale (ancestor, forebear, ancient). VaGwere rokuti mukaire kana bakaire (old person) kureva chembere.
  • VaDigo vanoti mkare (ancestor) kureva tateguru kana munhu akararama kare. Baila vanoti shikale (an ancient, an ancestor) kureva mukare kana vakare.
  • Lozi vanoti baikale kana batu baikale, (n. pl. the people of old, ancestors) kureva vakare. VaGulu vanoti katali (ancient) kureva karekare.
  • Sangho vanoti bakale (all knowing genius who is consulted to resolve problems). Mamwe mazwi: bakali (n. dictionary) kureva duramazwi.