Chitswana

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuBaTswana)
Setswana

Setswana mutauro unotaurwa kuBotswana, Namibia neSouth Africa.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Setswana vanoti goga (to smoke; to pull).
  • Setswana vanoti ntate (father) kureva baba.
  • Setswana vanoti ntate mogolo (grandfather) kureva sekuru.
  • Setswana vanoti mme kana mma (mother) kureva amai.
  • Setswana vanoti rangwane (paternal uncle).
  • Setswana vanoti malome (maternal uncle).
  • Setswana vanoti batsadi (parents).
  • Setswana vanoti ngwana (child).
  • Setswana vanoti bana (children).
  • Setswana vanoti bosigo (at night) kureva husiku.
  • Setswana vanoti sekolo (school) kureva chikoro.
  • Setswana vanoti sepatala (hospital) kureva chipatara.
  • Setswana vanoti tshimo (field) kureva munda kana masimo.
  • Setswana vanoti kgotla (customary court) kureva dare remusha.
  • Setswana vanoti mariga (winter). Mariga izita remhuri.
  • Setswana vanoti bona (see) kureva kuona.
  • Setswana vanoti mena (fold) kureva kupeta.
  • Setswana vanoti pula (rain) kureva mvura inonaya.
  • Setswana vanoti motse (village) kureva musha.
  • Setswana vanoti tsamaya (go) kureva enda.
  • Setswana vanoti kgona (able, be) kureva kugona.
  • Setswana vanoti nwa (drink) kureva kunwa.
  • Setswana vanoti ja (eat) kureva kudya.
  • Setswana vanoti raya (say) kureva kutaura.
  • Setswana vanoti bua (talk) kureva kubhuya.
  • Setswana vanoti lala (spend the night) kureva kurara.
  • Setswana vanoti sala (stay behind) kureva kusara.
  • Setswana vanoti mathata (problems) kureva zvinetso. Swahili inoti matata.
  • Setswana vanoti tafole (table) kureva tafura.
  • Setswana vanoti borogkwe (pants, trousers) kureva bhurugwa.
  • Setswana vanoti dijo (food) kureva chidyo.
  • Setswana vanoti mabele (human breasts) kureva mazamu.