Svetuka kuchirochemo

Afar

Kubva Wikipedia

Afar mutauro weAfrika unowanikwa kuDjibouti, Eritrea neEthiopia.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Afar inoti duma (n. before) kureva mberi kwe.
  • Afar inoti zambi kana dambi (n. sin) kureva chitadzo.
  • Afar inoti abba (n. father) kureva baba.
  • Afar inoti baado (n. country) kureva nyika.
  • Afar inoti berra (n. tomorrow) kureva mangwana.
  • Afar inoti num (n. man) kureva murume.
  • Afar inoti sarra (afterwards) kureva mushere me.
  • Afar inoti buuna (n. coffee) kureva kofi.
  • Afar inoti waar (n. life) kureva hupenyu.
  • Afar inoti mara (n. people) kureva vanhu.
  • Afar inoti aba (n. work) kureva basa.
  • Afar inoti bakke (n. rabbit) kureva tsuro.
  • Afar inoti birro (n. flower) kureva ruva.
  • Afar inoti gandi (v. overwork) kureva kufondoka.
  • Afar inoti gita (n. road) kureva nzira.


[1] [2]

  1. https://www.sil.org/system/files/reapdata/96/88/83/96888390144449810754009642919732851555/15387.pdf
  2. https://mahaffynet.net/wordpress/wp-content/uploads/2012/08/Afar-Grammar.pdf