Svetuka kuchirochemo

2004

Kubva Wikipedia
2004
Wurukati: Wurukati rechiTatu
Zanagore Zanagore re Makumimairi

Zanagore re Makumimairi-nemotsi

Zanagore reMakumimairi-nembiri

Gumikati: Ma2000 | Ma2010 | Ma2020 |

Ma2030 | Ma2040

Makore: << | 2000 | 2001 | 2002 | 2003 | 2004 |

2005 | 2006 | 2007 | 2008 | 2009 | >>

Gore ra-2004 (sho: zvuruzviiri-nechina) raive gore rakatanga musi waChina muKarenda ya Gregori, raive gore rezvuruzviiri-nechina reZera riNjee[C 1] (ZN) uye Ano Dhomini (AD) dzemishariro[C 2], gore rechina muWurukati rechiTatu uye muZanagore re Makumimairi-nemotsi, ne gore rechishanu mugumikati reMa2000.

  • Ndira 6
    • Kuvakwa kwe chivako, Burj Khalifa, icho chivakwa chirefusa chakagadzirwa nerwuko rwemunhu chakatangwa muDhubhai MUA.
  • Ndira 25
    • Chihambachadenga cheNASA chinonzi MER-B (Mukana) chakamhara pameso weMurongazuva.
  • Kukadzi 4
    • Mark Zuckerberg wakabudisa “VoFesibhuku”, iyo yakazodaniwa kunzi Fesibhuku, webhusayiti yechisoshari yekunetiweka ye vadzidzi ve Yunivhesiti ye Havhadhi.
  • Kukadzi 9
    • Maura Murray, munhu akanyereteka madekwa pamberi pekuitika kwe tsaona mu Rhutu 112 kudhuze ne Woodsville, New Hampshire, musha waive mujarati reHaverhill, kuAmerika. Mudzidzi weChikoti akange ave pedyo nekuguma gore rechitatu kuYunivhesiti ye Masachusetsi Amhesti panguva yekunyereteka kwake.
  1. Zera riNjee., kureva common year
  2. mushariro., kureva designation
  3. chihambachadenga., kureva spacecraft.