Uta (bow in English) chombo chakagadzirwa chiine muti unotepuka wakakakwa tambo pakati pawo kusvika muti wakombama kuita munyonga. Chombo ichi chinoshandiswa kupfura kana kuti kukanda museve.