Museve

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Two arrows.jpg

Museve (arrow in English) chombo chakagadzirwa chiine chitanda chipfupi chakabatanidzwa nemuromo unopinza unoshandiswa kubaya panguva yokunge vanhu vachirwa hondo kana kuvhima. Museve unokandwa kuchishandiswa uta. Mbaniro (notch) zvinoreva gwanza riri sure kwemuseve apo unobatiswa napo kuuta.