Ruwa

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Nyanga rural.jpg

Ruwa (rural area in English) inzvimbo isina kuvakwa dhorobha kana kuti guta. Kumaruwa kunonyanya kuitwa mabasa ekurima mbesa, kuchengeta zvipfuyo, nokurima miti.

Chikamu chinodarika 60% yehugari hwevanhu muZimbabwe vanogara kumaruwa.