Naijeriya

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuNigeria)
Rudhende rwe Rufedherari rwe Naijeriya
Mitauo ye Chihofisi
Chihausa: Jamhuriyar Tarayyar Najeriya
Chiigbho: Ọ̀hàńjíkọ̀ Ọ̀hànézè Naìjíríyà
Chiyorubha: Orílẹ̀-èdè Olómìniira Àpapọ̀ Nàìjíríà
National motto: Unity and Strength, Peace and Progress

Naijeriya (kureva Nigeria, Naija sekutaura kwevagari) pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Rufedherari rwe Naijeriya, inyikia irikuAfurika ye Madokero. Yakagadzikwa pakati pe Saheru kumaodzanyemba ne Gahwi re Ghini kuchamhembe kwe Gungwa re Atlandiki. Rinofukidza ruwa runotora 923,769 skweya makiromita (356,669 sk mi), uye ine huwandu hwe vanhu unopfuura 230 miriyoni, ndiyo nyika ine huwandu hukurusa muAfurika yose, uye iri pachitanhatu pasirose. Naijeriya inoganhurana ne Nayizhe kumaodzanyemba, Chadhi kumaodzanyembaemabvazuva, Kameruni kumabvazuva, ne Bhenini kumadokero. Naijeriya irudhende rwe rufedherari rune mavuso makumimatatu-netanhatu uye neRufedherari re Gutahuru Teritori, kwakagadzika gutaguru rayo, Abhuja. Guta rihombe re Naijeriya iLagosi, chikamu chenzvimbo dze rudhorobha makurusa epasirose uye nderechipiri muAfurika.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze