Muzvidzidzo zvinotevera: pimanyika; Jekanyika; neTaranyika, Mabvazuva (East kuEnglish) idivi kana rudzivo kunobuda nako zuva mangawani ega ega. Panopimwa gonya rinokwana 180o kubva kuMabvazuva kusvika kuMadokero.