Dunhu
From Wikipedia
Shoko rokuti dunhu (region in English) rinoreva ndima kana kuti chikamu chenyika chiri kutaurwa nezvacho.
Muenzaniso:
- Dunhu raShe Mutumba kuMadziva.
- Dunhu reManicaland.
- Dunhu reAfrica.
Chikwata zvinoreva chikamu chedunhu kana - ward district.