Muronga wechikafu

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muronga wechikafu (alimentary canal) zvinoreva nhengo dzinodzika nadzo nechikafu: chichibva mukanwa; chopfuura nepahuro; dumbu; matumbu; muromo wangoshi; dzamara chasvika kumukosho.