Matumbu inhengo pamuviri wemhuka kana munhu inotakura chikafu kubva mudumbu kuenda kumukosho. Matumbu anoitawo basa rokuseredza chikafu.