Mbambaira

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
5aday sweet potato.jpg

Mbambaira (Sweet potatoes) idzinde rinobereka midzi inobumba pasi pevhu.

Vamwe vatauri vanoti mabura kana kuti madima. Mbambaira netsenza dzinorimirwa muhomba kana kuti mhani

  • Chikone (mashed cooked vegetable) kureva nhopi yakaitwa nematapiri kana tsenza dzakapwanywa mushure mekubikwa.
  • Harwa (Ridge for planting in its first stage of construction) apa kureva muhomba uri kutangwa kuumbwa. Kune musha unonzi Masiyaharwa kwaZvimba.
  • Kaguri kana hwupi (Bu1bous root) apa kureva mudzi wakabumbira sembambaira.