Muronga wechikafu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuHura hukuru)

Muronga wechikafu kana hurwana (alimentary canal) zvinoreva nhengo dzinodzika nadzo nechikafu: chichibva mukanwa; chopfuura nepahuro; dumbu; matumbu; muromo wangoshi; dzamara chasvika kunobuda.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]