Chimbuzi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Chimbuzi (toilet, latrine) imba inoshandiswa senzvimbo yokurasa tsvina kana mutundo unobuda pamunhu. Mavakirwo akaitwa chimbuzi anosiyana nokuti vanhu vanoda chakaita sei. Kunzvimbo dziri kumaruwa chimbuzi rinenge riri gomba riri pasi pemba yacho inopindwa; gomba iri rinenge rakavharwa posiyiwa buri rokuti munhu anorasira mutundo kana dhodhi