Munanzwa
Munanzwa, munanzva kana mutasva (n. Pouzolzia mixta) rudzi rwemuti unowanikwa kuYemen neAfrica munyika dzinoti: Sudan, Ethiopia, Tanzania, Malawi, Mozambique, Zambia, Zimbabwe, Botswana, Angola, Namibia neSouth Africa.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- IsiNdebele vanoti Isikhukhukhu (n. Pouzolzia mixta) kureva muti wemunanzwa.