South Africa

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Republiek van Suid-Afrika
Republic of South Africa
iRiphabliki yeSewula Afrika
iRiphabliki yomZantsi Afrika
iRiphabhuliki yaseNingizimu Afrika
iRiphabhulikhi yeNingizimu Afrika
Repabliki ya Afrika-Borwa
Rephaboliki ya Afrika Borwa
Rephaboliki ya Aforika Borwa
Riphabliki ra Afrika Dzonga
Riphabuḽiki ya Afurika Tshipembe
Flag of South Africa.svg 135px
National motto: !ke e: ǀxarra ǁke
South Africa (orthographic projection).svg

South Africa inyika iri muAfrica.

South Africa inotungamirirwa navaJacob Zuma vebato reANC. Guta guru remunyika iyi rinonzi Pretoria. Zvakadaro hazvo, VaZuma havagari muguta iri sezvinoitwa naVaMugabe vemuZimbabwe vavakaganhurana navo. VaZuma vanogara muJoburg, munzvimbo inonzi Sandton. South Africa senyika ine mitauro nemarudzi akawanda zvikuru. Mitauro inosanganisira ChiXhosa,ChiZulu, ChiPeri, ChiNdebele,ChiTswana,ChiVhenda, Chirungu, ChiAfrikana, ChiFurenji nemimwe yakawanda. Chinondifadza ini semunyori nemupepeti wechinyorwa chino ndechekuti, nyika iyi inobvumidza zvizvarwa zvayo kushandisa zvakakwana mitauro yavo. Marodhi, nzvimbo, migwagwa mizhinji yakanyorwa nemitauro yevanhu ava.


Africa
Algeria | Angola | Benin | Botswana | Burkina Faso | Burundi | Cameroon | Cape Verde | Central African Republic | Chad | Comoros | Democratic Republic of the Congo | Republic of the Congo | Côte d'Ivoire (Ivory Coast) | Djibouti | Egypt | Equatorial Guinea | Eritrea | Ethiopia | Gabon | Gambia | Ghana | Guinea | Guinea-Bissau | Kenya | Lesotho | Liberia | Libya | Madagascar | Malawi | Mali | Mauritania | Mauritius | Morocco | Mozambique | Namibia | Niger | Nigeria | Rwanda | São Tomé and Príncipe | Senegal | Seychelles | Sierra Leone | Somalia | South Africa | South Sudan | Sudan | Swaziland | Tanzania | Togo | Tunisia | Uganda | Zambia | Zimbabwe