Vutswana

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuBotswana)
Rudhende rwe Vutswana
Mitauro ye chihofisi
Chitswana: Lefatshe la Botswana
Chikalanga: Hango ye Butswana
National motto: Pula

Vutswana (kureva Botswana) kana Butswana, pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Vutswana inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kuchamhembe kweAfurika. Miganhu yenyika ye Vutswana inosanganisa Zimbabwe, Afurika Chamhembe ne Namibhiya. Guta guru reVutswana iGaborone.

Mari inoshandiswa kuVutswana inonzi Pula, yakadanwa kutodza zvinoreva mvura yokunaya muChitswana. Nyika ye Vutswana hainaye mvura yakawanda, naizvozvo vanochengeta mombe zvikuru. Vane hupfumi hwe ngoda.

Vutswana yaive pasi pehutongi hwe Bhuritani. Mutungamiri weVutswana ndi-VaIan Khama.

Mitauro ye Vutswana[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chitswana
  • Chikalanga, Chikalanga chiri mumhuri yemitauro ye Chishona saka mitauro yakafanana, patinoti Vutswana ivo vanoti Butswana, /Vu-/ na /Bu-/ vanotaurgwa zvimwechete.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze