Mbadzi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Mbadzi kana kuti mbai (slice of fruit) zvinoreva nhango yachekwa kubva pamuchero unenge ranjisi, ndimu, nhanga, kana [nwiwa]]. Vamwe vatauri vanoti mbadze.

Kana chiri chikamu chamedurwa kubva panzimbe, mugunde kana ipwa chinonzi nhango.