Rangisi (Orange fruit) muchero unorimwa une ruvara rwe orange. MuZimbabwe maranjisi anorimwa zvakanyanya kuMazowe.