Nzimbe (sugar cane) imhando yehuswa hunorimwa hunotapira. Dzimbe dzinosvinwa muto wadzo uchigadzira shuga.
MuZimbabwe nzimbe dzinorimwa zvakanyana kuChiredzi kuMasimo anonzi Hippo Valley, Triangle neMkwasine.