Mbadzi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMbai)

Mbadzi, bandi kana mbai (slice of fruit) zvinoreva nhango yachekwa kubva pamuchero unenge ranjisi, ndimu, nhanga, kana nwiwa. Vamwe vatauri vanoti mbadze.

Kana chiri chikamu chamedurwa kubva panzimbe, mugunde kana ipwa chinonzi nhango.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]