Kugocha

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Argentinean asado.jpg

Kugocha (roasting) zvinoreva kubika chinhu chisiri mumvura kuchishandiswa madziya anobva pamazimbe anopisa emoto. Chikafu chinogochewa chinosanganisira chibage, mbambaira, nyama, mbatatisi.


Tsika[chinja | edit source]

  • Kugocha kunoda kwaamai kwemwana kunodzima moto.


  • Waigochera pautsi - apa kuchirehwa kuti wavhiringa kana kuti wakanya zvinhu.