Chibage

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Reifer Maiskolben.JPG

Chibage (maize or corn in English) chinorimwa kuno kuchamhembe kweAfrica kwachinova ndicho kudya kunodyiwa mazuva mzhinji neruzhinji rwemhuri dziri kuno. Chibage chizhinji chinogayiwa kuita hupfu chodyiwa seSadza; chimwewo ndicho chinogochewa; kukangiwa nokubika manhuchu nemangayi.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro