Mbatatisi
From Wikipedia
Mbatatisi chirimwa chinokurira pasi pevhu sembabaira. Chirimwa ichi chinokura kuita zimudzi rinobumba pasi rinova ndiro rinocherwa richizodyiwa. Mbatatisi ndiwo kudya kukuru kunyika dzeEurope.