Moto

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Fire.JPG

Moto (fire in English) ndicho chiitiko chinoonekwa kana gasi rinonzi oxygen richipfutidza chinhu chiri kubvira. Kuti kuonekwe moto panofanirwa kuva nezvitatu zvinoti: hujoto hwakafanira; oxygen; nechinhu chinobvira.


Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Kugoka moto kana kupara moto zvinoreva kunongera mazimbe achiri kupfuta kuti unotanga moto kune imwe nzvimbo.