Dova

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Dova riri pashizha

Dova (dew in English) zvinoreva madonhwe emvura anowanikwa pazvinhu zvitete sokuti mashizha, huswa nezvimwewo. Dova rinoonekwa munguva yemangwanani kana husiku. Kunze pakunenge kwotonhorera nguva yehusiku, mashizha anorasa madziya otanga kutonhora - ipapo hunyoro huri mumhepo huno bundira huchiva madonhwe emvura pamashizha.

Tsika[chinja | edit source]

  • Rwizi haruzarizwi neveto.

Mvura inosarira pahuswa mushure mekunge kwanaya inonzi veto - iyi inotaridzika sedova asi isiri dova.