Shizha (leaf in English) inhengo yedzinde inonyanya kuwanikwa neruvara rwe green kana isati yaoma. Nhengo iyi ndiyo inogadzira chikafu chinodiwa nedzinde kuchishandiswa simba rinobva muchiedza chezuva kubatanidza carbon dioxide nemvura.