Huswa (grass in English) zvinoreva madzinde anomera ane mashizha matete. Huswa hwakakosha kuchengeta ivhu kuti risakukurwa nemvura inoyerera pavhu kana mhepo inovhuvhuta. Huswa hunopawo mafuro (chokudya) kuzvipfuyo nemhuka dzesango.