Zvitsuwa zve Aragusuku

Kubva Wikipedia

Zvitsuwa zve Aragusuku (Chijapani: 新城島, Aragusuku-jima, Chiyaeyama: パナリ, Panari) kana Zvitsuwa zve Panari, zvinosanganisa twutsuwa twuviri twudoko, twunodana kudzi Kamiji ne Shimoji. Twakagadzikwa muZvitsuwa zve Yaeyama zve Ufuke we Okinawa, Japani.

Aragusuku ine huwandu hwe vagari hwe 15, vose vanogara muKamiji. Shimoji inoshandiswa sepekufura pemombe. Aragusuku yakandauridzwa ne jarati re Taketomi kudhuze ne Iriomote. Vashanyi vanokwanisa kupinda muchitsuwa.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]