Musaka

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuZvisakwa)

Zviguro kana kuti musaka (Effects) zvinoreva mhedzisiro dzinoonekwa kana chiitiko chaitika. Chiguro chose chine chikonzero chinochidariso kuti chivepo; hapana chinhu chinongoitika chega.

  • Chisaka (Cause: that on account of which something happens). Chingwa chinofuta nechisaka chembiriso: bread swells on account of the yeast.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti igituma kana impamvu (cause).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti gutuma kana gutera (to cause).