Musaka
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChisaka)
Zviguro kana kuti musaka (Effects) zvinoreva mhedzisiro dzinoonekwa kana chiitiko chaitika. Chiguro chose chine chikonzero chinochidariso kuti chivepo; hapana chinhu chinongoitika chega.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Pahumwe tinoti chisaka kana musaka.
- Chipo haana kupedza chikoro nomusaka wekushaya mari.
- Chigonhi (result, destination, end).
- Musaka waCoriolis unotsanangura pafambiro emhepo pamusoro penyika.
- Mutemo waPareto unotaura pamusoro pehukama huripo pakati pezvikonzero nezvisakwa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mururimi rweKinyarwanda vanoti igituma kana impamvu (cause).
- Mururimi rweKinyarwanda vanoti gutuma kana gutera (to cause).