Vahebheru

Kubva Wikipedia

Vahebheru kana Wahebheru (Chihebherumanje: עבריים‎ / עִבְרִים‎, murizvino: ʿĪvrīm / ʿĪvrīyyīm, Chitibheri: ʿĪḇrīm / ʿĪḇrīyyīm; ISO 259-3: ʕibrim / ʕibriyim) kana Vanhu vechiHebheru vanhu vechiIsiraeri (sokureva vanhu vevana vaJakove (uyo akazonzi Isirei na Mwari nokuti akargwa navo), Vahebheru vanotaura mutauro weChishemu unonzi Chihebheru. Kasi zve, izita rinogona kushandisirwa Vafonisi, kana mamwe mapoka ekare, senge Vashasu we Yhw vaivepo munguva yekuwa kwe Zera re Ndarira, vanotaurwa nezvavo ka 34 mundima 32 dze bhaibheri rechiHebheru.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]