Zulu sezita
Mataridziko
Zulu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe; iri izita reChewa.
Vanhu vane zita iri: Joseph Zulu mutambi wenhabvu.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vatauri veChewa vanoti zulu kana dzulu (a height).