Zindi

Kubva Wikipedia

Zindi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTonga vanoti Ziindi zyamwaka (Seasons).
  • VaTonga vanoti chindi kana zindi pahuwandu (long time, long ago, season).