Svetuka kuchirochemo

Zengera sezita

Kubva Wikipedia

Zengera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania, neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Nyerere Zengera; Tichaona Zengera; Hazi Zengera; Watson Zengera.
  • Mazwi ari pedyo: Mazengera sezita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo vanoti kuzengela (be prejudiced).