Zendaya

Kubva Wikipedia

Kuona zita ringa peji iri: Zendaya (zita)

Zendaya muna 2021

Zendaya Maree Stoermer Coleman (akazvarwa Gunyana 1, 1996), anozivikanwa mukusevenza kwake ne zitamotsi rokuto Zendaya basi, mudanhi uye muimbi wekuAmerika. Akapuhwa makhoradhe akasiyana, zvichisangana Mubayiro weGolden Globe, uye Mibayiro mbiri ye Primetime Emmy. Magazini re Time rakamutumidza sechikamu chevanhu vazana vanepesvedzero pasirose muudorongodzwa hwavo hwegore muna2022.