Zaka District

Kubva Wikipedia

Zaka idunhu rakakomberedzwa nematunhu anoti Chiredzi kuChamhembe kwakadziva kumabudazuva, Bikita kumabudazuva, Gutu kumaodzanyemba uyewo Masvingo kumavirazuva.

Upfumi hwedunhu reZaka hunobva mukuruma mbeu dzetsanga diki dzakaita semapfunde, rukweza, mhunga, nzungu, uyewo chibage. Zaka inzvimbo inowanikwa mudunhu rechina mumatunhu mashanu ekunaya kwemvura munyika yeZimbabwe.

Madzishe makuru anowanikwa muZaka anoti Ishe Bota, Ishe Nyakunhuwa, Ishe Nhema pamwe naIshe Ndanga.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaSwahili vanoti zaka kana mazaka pakuwanda (quiver for arrows).
  • Sangho vanoti zaka (n. lance, spear, javelin) kureva pfumo.