Gutu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Gutu maruwa ari mudunhu reMasvingo. Zita rokuti Gutu izita raShe wenzvimbo iyi - vamwe vatauri vanoti zita iri rakanga richinzi guta apa kuchireverwa guta remiseve (sheath full of arrows) raaigara naro Ishe uyu.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]