Mutandira weZuva

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMutandiro weMushana)

Muzvidzidzo zvinoti: taranyika; jekanyika; fundoyetsimba, Mutandira weZuva (Solar System), rinobatanidza zuva nezvindeya zvinopoterera nemaboterekwa akatenderera zuva.

Idzi ndidzo nyeredzi dzine maboterekwa anopoterera zuva ratinoona rinobuda nokuvira panyika yatigere. Zvindeya izvi zvinoramba zviri mumaboterekwa iwaya nokuda kwefosi inokonzerwa negunganidzo rezuva inova inokweva zvindeya izvi kune zuva.