Svetuka kuchirochemo

Yelema sezita

Kubva Wikipedia

Yelema izita revanhu rinowanikwa muGhana, Cameroon, Cote d'Ivoire neBurkina Faso.

Vanhu vane zita iri: Safi Yelema; Pauline Yelema; Leonette Yelema; Yelema Coulibaly.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Bambara inoti yéléma (v. Flip, change sides). Mamwe mazwi: yélén (v. open).
  • Bambara inoti yéléyélénan (n. Ladder, staircase). Mamwe mazwi: yêlé (v. to melt; melt down).
  • Bambara inoti yêlé (n. light; lighting; gleam; glow) kureva chiedza. Mamwe mazwi: yélé (v. open).
  • Bambara inoti i yélébo (v. produce light). Mamwe mazwi: yérèn (v. shine). Yira (v. to show).