Kusefa
Jump to navigation
Jump to search
Kusefa (sifting solids in English) inzira yekupatsanura magodo akakura zvakasiyana kuchishandiswa sefa inotendera magodo madiki kupfuura asi isingatendere magodo akakura kudarika. Somuenzaniso kana paine hupfu hwemugaiwa munhu anogona kushandisa sefa kupatsanura hupfu hwakamanzika kubva kune hwakatsetseka.