Vadhwe'e

Kubva Wikipedia
Vadhwe'e
Huwandu hwe Vanhu:
Huwandu: 30,000 muna 2000
Mharhijoni Kameruni, Afurika
Mutauro: Chidhwe'e (mutauronyina we Chikoonzime)
Chitendero: Ukristu
Marudzi anehukama huri pedyo:

Vadhwe'e (Chidhwe'e: Badwe'e, Bajwe'e, Chifurenji: Badjoué) kana Wadhwe'e, iboka revanhu vanogara mumazoni emasango anoNaya ekuchamhembmabvazuva eKameruni. Vanozviona pachavo nokuziva kuti ndivana we VaEdwe'e, gotwekomana raKoo uye hanzvadzikomana ya Njeme na Nzime. Vadhwe'e vanogara kuchamhembe cheMessaména mupurovhinzi rokumabvazuva reVabekoli (Vabekol) ne zvese maodzanyemba ne madokero eVanzime. Teritori yavo inosanganisa uzhiji we maodzanyemba ne madokero emuganhu we Ruzevha rweGutebenyu reDja. Vanotauri Chidhwe'e, mutauronyina we Chikoozime pamwechete ne Vanzime.

Mashoko ashandiswa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]