Mubereki

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVabareki)

Mubereki (parent) zvinoreva mumwe wevanhu vaviri vakakuzvara kana nyakubereka. Vabareki vanouya vari vaviri: pane munhurume anonzi baba kana bambo; uye pane munhukadzi anonzi Amai.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nsenga vanoti kuveleka (v. to bear a child) kureva kubereka. Mamwe mazwi: veleki (n. parent). Liveleko (n. offspring).
  • VaSwahili vanoti mzaa kana wazaa (parent) kureva mubereki. Swahili vanoti mzazi kana wazazi (parent) kureva mubereki.
  • VaMambwe vanoti mukwasi (n. parent, father or mother) kureva mubereki.
  • VaGiryama vanoti ku-pata (v. to beget - of man) kana ku-zhala (to beget - of woman) vachireva kubereka.