Udorongodzwa hwemhuri dzemutauro

From Wikipedia
Mhuri dzemitauro yevanhu pasirose

Peji rino ndere udorongodzwa hwemhuri dzemitauro. Inosanganisirawo mutauro unopatsanura , mitauro isina kukamurwa uye mamwe marudzi.

Mhuri kuru[chinja | edit source]

Ne numeri ye mitauro[chinja | edit source]

Ethnologue 24 (2021) udorongodzwa unotevera ndewe mhuri ine mitauro unosvikwa 1% ye 7,139 mitauro inozivikanwa pasirose:

  1. Naija-Kongo (mitauro 1,542) (21.7%)
  2. Ostironezhiya (mitauro 1,257) (17.7%)
  3. Transi-Nyugini (mitauro 482) (6.8%)
  4. Sino-Tibetan (mitauro 455) (6.4%)
  5. Indo-Yuropu (mitauro 448) (6.3%)
  6. Ostireriya (mitauro 381) (5.4%)
  7. Afurika-Ezhiya (mitauro 377) (5.3%)
  8. Nilo-Sahara (mitauro 206) (2.9%)
  9. Oto-Mangue (mitauro 178) (2.5%)
  10. Ostroezhiya (mitauro 167) (2.3%)
  11. Tai–Kadhai (91 languages) (1.3%)
  12. Dhiravhidhiya (mitauro 86) (1.2%)
  13. Tupiya (mitauro 76) (1.1%)

Glottolog 4.0 (2019) udorongodzwa unotevera ndewe mhuri huru hwe mitauro 8494:

  1. Atiranda-Kongo (mitauro 1,432)
  2. Ostironezhiya (mitauro 1,275)
  3. Indo-Yuropu (mitauro 588)
  4. Sino-Tibheti (mitauro 494)
  5. Afurika-Ezhiya (373 languages)
  6. Nyukiriya Transi-Nyugini (314 languages)
  7. Pama–Nyunga (248 languages)
  8. Oto-Mangue (180 languages)
  9. Ostiroezhiya (159 languages)
  10. Tai–Kadhai (94 languages)
  11. Dhiravhidhiya (81 languages)
  12. Arawakan (78 languages)
  13. Mande (75 languages)
  14. Tupiya (71 languages)

Kuravwa kwemutauro kwakakosha zvichienderana ne zvinotariswa semutauronyina; enzano Lyle Campbell anorava mitauro ye Otomanguen 27 bazi, asi iye, Ethnologue na Glottolog vanopesana nepekuti mitauro unogadzwa mumhuri yipi.

Mamwe mapeji ekutarisa[chinja | edit source]

  • Umbamutauro – mutauro wakango sikwa nechero munhu
  • Mutauro uri panjodzi - Mutauro uri panjodzi yekudonha pakushandiswa
  • Ethnologue#Language families
  • Mutauro wakafa – mutauro isinga shandiswa nechero munhu
  • Runyorwa we ma-article emitauro
  • Intercontinental Dictionary Series – Linguistics database
  • International auxiliary language – Language meant for communication between people from different nations who do not share a common first language
  • Glottolog#Language families
  • Language isolate#List of language isolates by continent
  • Udorongodzwa hwe mutauro